Chinoziva ivhu kuti mwana wembeva ari kurwara.

English: Translation
The soil knows when a baby mouse is sick. (Someone close can feel anything going on in your life).
Shona: Translation
Munhu ari pedyo kana anogara nemunhu ndiye anonyatsoziva zviri kuitika muhupenyu hwemunhu iyeye.
proverb
Notes

(tsumo)