Mwana wamambo, muranda kumwe.

English: Translation
The son of a king loses his honour in a foreign land (literally becomes just a servant elsewhere)
Shona: Translation
Kana munhu ari mukuru, ngaarege kufunga kuti kwese kwese anoenda nehukuru hwake
proverb
Notes

(tsumo), shona_Ignatius-Mabasa_06Nov2015-0438_9.wav recorded directly on 06Nov2015-0438 by Ignatius Mabasa;